RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 1:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Mwari akabva ati: “Tarirai ndakupai zvinomera zvose zvinobereka mbeu zviri panyika yose nemiti yose ine michero yemiti inobereka mbeu.+ Ngazvive zvokudya zvenyu.+

  • Pisarema 104:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Anomeresera mhuka uswa hwakasvibirira,+

      Nezvinomera kuti zvishandiswe nevanhu,+

      Kuti abudise zvokudya panyika,+

  • Zvirevo 28:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Munhu anorima munda wake achava nezvokudya zvakakwana,+ asi uya anotevera zvinhu zvisina zvazvinobatsira achava nourombo kwazvo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe