Pisarema 119:71 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 71 Zvakandinakira kuti ndakatambudzika,+Kuti ndidzidze mirau yenyu.+ Ruka 6:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “Munofara imi munonzwa nzara+ iye zvino, nokuti muchaguta.+ “Munofara imi munosvimha misodzi iye zvino, nokuti muchaseka.+
21 “Munofara imi munonzwa nzara+ iye zvino, nokuti muchaguta.+ “Munofara imi munosvimha misodzi iye zvino, nokuti muchaseka.+