1 VaKorinde 11:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Zvisinei, kana tatongwa,+ tinorangwa naJehovha,+ kuti tirege kupiwa mhosva+ pamwe chete nenyika.+ VaHebheru 5:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Kunyange zvazvo akanga ari Mwanakomana, akadzidza kuteerera pazvinhu zvaakatambura;+ VaHebheru 12:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti ivo vaitiranga kwemazuva mashoma maererano nezvaiita sezvakanaka kwavari,+ asi iye anoita saizvozvo kuti tibatsirwe, kuti tigoverane utsvene hwake.+
10 Nokuti ivo vaitiranga kwemazuva mashoma maererano nezvaiita sezvakanaka kwavari,+ asi iye anoita saizvozvo kuti tibatsirwe, kuti tigoverane utsvene hwake.+