Dheuteronomi 29:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 “Zvinhu zvakavanzwa+ ndezvaJehovha Mwari wedu, asi zvinhu zvakaziviswa+ ndezvedu nevanakomana vedu nokusingagumi, kuti tiite mashoko ose omutemo uyu.+ Jobho 28:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Asi uchenjeri—hungawanikwa kupi?+Uye zvino, nzvimbo yokunzwisisa iri kupi? Pisarema 119:114 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 114 Muri nzvimbo yangu yokuvanda nenhoo yangu.+Ndakamirira shoko renyu.+
29 “Zvinhu zvakavanzwa+ ndezvaJehovha Mwari wedu, asi zvinhu zvakaziviswa+ ndezvedu nevanakomana vedu nokusingagumi, kuti tiite mashoko ose omutemo uyu.+