Jobho 11:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ungaziva zvinhu zvakadzama zvaMwari,+Kana kuti ungaziva panogumira Wemasimbaose here? Pisarema 36:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Kururama kwenyu kwakaita semakomo aMwari;+Zvamakatonga imvura zhinji yakadzika.+Haiwa Jehovha, munoponesa munhu nemhuka.+ Pisarema 139:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Kuziva kwakadaro kunondishamisa kwazvo.+Kwakakwirira kwazvo zvokuti handigoni kukusvikira.+ Isaya 55:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Nokuti sokukwirira kwakaita matenga kupfuura nyika,+ saizvozvowo nzira dzangu dzakakwirira kupfuura nzira dzenyu,+ uye kufunga kwangu kupfuura kufunga kwenyu.+ VaRoma 11:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Haiwa, pfuma yaMwari+ nouchenjeri+ nezivo+ zvakadzama sei! Kutonga+ kwake hakugoni kuongororwa sei uye nzira dzake hadzigoni kurondwa sei!
6 Kururama kwenyu kwakaita semakomo aMwari;+Zvamakatonga imvura zhinji yakadzika.+Haiwa Jehovha, munoponesa munhu nemhuka.+
9 “Nokuti sokukwirira kwakaita matenga kupfuura nyika,+ saizvozvowo nzira dzangu dzakakwirira kupfuura nzira dzenyu,+ uye kufunga kwangu kupfuura kufunga kwenyu.+
33 Haiwa, pfuma yaMwari+ nouchenjeri+ nezivo+ zvakadzama sei! Kutonga+ kwake hakugoni kuongororwa sei uye nzira dzake hadzigoni kurondwa sei!