Isaya 60:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Chisimba hachichazonzwikizve munyika yako, kupamba kana kuparadza mukati memiganhu yako.+ Uchatumidza masvingo ako kuti Ruponeso,+ nemagedhi ako kuti Kurumbidza. Zekariya 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ini ndichava kwariri,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “rusvingo rwomoto kumativi ose,+ uye ndichava kubwinya mukati maro.”’”+
18 “Chisimba hachichazonzwikizve munyika yako, kupamba kana kuparadza mukati memiganhu yako.+ Uchatumidza masvingo ako kuti Ruponeso,+ nemagedhi ako kuti Kurumbidza.
5 Ini ndichava kwariri,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “rusvingo rwomoto kumativi ose,+ uye ndichava kubwinya mukati maro.”’”+