Isaya 6:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ini ndakati: “Kusvikira rini, haiwa Jehovha?”+ Iye akabva ati: “Kusvikira maguta ava matongo, asisina anogara maari, dzimba dzisisina munhu wepanyika anogaramo, uye nyika yacho yaparadzwa, yava nzvimbo isina chinhu;+ Isaya 17:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Pazuva iroro maguta ake enhare achava senzvimbo yakasiyiwa zvachose musango, kunyange bazi ravakasiya zvachose nokuda kwevanakomana vaIsraeri; uye iro richava dongo.+ Jeremiya 26:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Mika+ wokuMoresheti+ akanga achiprofita pamazuva aHezekiya mambo waJudha,+ akati kuvanhu vose vaJudha, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Ziyoni richarimwa somundawo zvawo,+ Jerusarema richava mirwiwo zvayo yezvakaparadzwa,+ uye gomo reImba yacho richava senzvimbo dzakakwirira dzomusango.”’+ Mariro 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Jehovha ava somuvengi.+ Akaparadza Israeri.+Akaparadza shongwe dzaro dzose dzokugara;+ akaparadza nzvimbo dzake dzakavakirirwa.+Anoita kuti kuchema nokurira zviwande mumwanasikana waJudha.+ Ezekieri 36:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 naizvozvo, haiwa imi makomo aIsraeri,+ inzwai shoko raChangamire Ishe Jehovha! Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha kumakomo nokuzvikomo, kuhova nokumipata nokunzvimbo dzakaparadzwa dzakaitwa matongo+ nokumaguta akasiyiwa ava chinhu chinopambwa nechinosekwa nemarudzi akasara akapoteredza;+
11 Ini ndakati: “Kusvikira rini, haiwa Jehovha?”+ Iye akabva ati: “Kusvikira maguta ava matongo, asisina anogara maari, dzimba dzisisina munhu wepanyika anogaramo, uye nyika yacho yaparadzwa, yava nzvimbo isina chinhu;+
9 Pazuva iroro maguta ake enhare achava senzvimbo yakasiyiwa zvachose musango, kunyange bazi ravakasiya zvachose nokuda kwevanakomana vaIsraeri; uye iro richava dongo.+
18 “Mika+ wokuMoresheti+ akanga achiprofita pamazuva aHezekiya mambo waJudha,+ akati kuvanhu vose vaJudha, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Ziyoni richarimwa somundawo zvawo,+ Jerusarema richava mirwiwo zvayo yezvakaparadzwa,+ uye gomo reImba yacho richava senzvimbo dzakakwirira dzomusango.”’+
5 Jehovha ava somuvengi.+ Akaparadza Israeri.+Akaparadza shongwe dzaro dzose dzokugara;+ akaparadza nzvimbo dzake dzakavakirirwa.+Anoita kuti kuchema nokurira zviwande mumwanasikana waJudha.+
4 naizvozvo, haiwa imi makomo aIsraeri,+ inzwai shoko raChangamire Ishe Jehovha! Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha kumakomo nokuzvikomo, kuhova nokumipata nokunzvimbo dzakaparadzwa dzakaitwa matongo+ nokumaguta akasiyiwa ava chinhu chinopambwa nechinosekwa nemarudzi akasara akapoteredza;+