2 Makoronike 29:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Hezekiya+ akava mambo aine makore makumi maviri nemashanu, uye akatonga kwemakore makumi maviri nemapfumbamwe ari muJerusarema. Amai vake vainzi Abhija mwanasikana waZekariya.+
29 Hezekiya+ akava mambo aine makore makumi maviri nemashanu, uye akatonga kwemakore makumi maviri nemapfumbamwe ari muJerusarema. Amai vake vainzi Abhija mwanasikana waZekariya.+