2 Madzimambo 23:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Akaita kuti Tofeti+ ive isina kukodzera kunamatira, iri mumupata wevanakomana vaHinomu,+ kuti parege kuva nomunhu anopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto+ nokuda kwaMoreki.+ Jeremiya 7:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 “‘Naizvozvo, tarirai! mazuva ari kuuya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘pausingazombonzi Tofeti uye mupata womwanakomana waHinomu, asi mupata wokuurayira;+ uye vachaviga vakafa muTofeti pachizoshayikwa nzvimbo yakakwana.+ Jeremiya 19:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “‘“Naizvozvo, tarira! mazuva achauya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “nzvimbo ino paisingazonzizve Tofeti+ uye mupata womwanakomana waHinomu,+ asi mupata wokuurayira.
10 Akaita kuti Tofeti+ ive isina kukodzera kunamatira, iri mumupata wevanakomana vaHinomu,+ kuti parege kuva nomunhu anopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto+ nokuda kwaMoreki.+
32 “‘Naizvozvo, tarirai! mazuva ari kuuya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘pausingazombonzi Tofeti uye mupata womwanakomana waHinomu, asi mupata wokuurayira;+ uye vachaviga vakafa muTofeti pachizoshayikwa nzvimbo yakakwana.+
6 “‘“Naizvozvo, tarira! mazuva achauya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “nzvimbo ino paisingazonzizve Tofeti+ uye mupata womwanakomana waHinomu,+ asi mupata wokuurayira.