2 Madzimambo 23:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Akaita kuti Tofeti+ ive isina kukodzera kunamatira, iri mumupata wevanakomana vaHinomu,+ kuti parege kuva nomunhu anopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto+ nokuda kwaMoreki.+ Jeremiya 19:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Ndichaputsa vanhu ava neguta rino saizvozvi, sokuputsa kunoita munhu mudziyo womuumbi zvokuti hauzogadzirikizve;+ uye vachaviga muTofeti+ kusvikira pasisinazve nzvimbo yokuviga.”’+ Ezekieri 6:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndichaisa zvitunha zvevanakomana vaIsraeri pamberi pezvidhori zvavo zvinosemesa sendove, uye ndichaparadzira mapfupa enyu kumativi ose eatari dzenyu.+
10 Akaita kuti Tofeti+ ive isina kukodzera kunamatira, iri mumupata wevanakomana vaHinomu,+ kuti parege kuva nomunhu anopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto+ nokuda kwaMoreki.+
11 Uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Ndichaputsa vanhu ava neguta rino saizvozvi, sokuputsa kunoita munhu mudziyo womuumbi zvokuti hauzogadzirikizve;+ uye vachaviga muTofeti+ kusvikira pasisinazve nzvimbo yokuviga.”’+
5 Ndichaisa zvitunha zvevanakomana vaIsraeri pamberi pezvidhori zvavo zvinosemesa sendove, uye ndichaparadzira mapfupa enyu kumativi ose eatari dzenyu.+