Pisarema 73:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo kwavari kuzvikudza kwakaita sechishongo chomuhuro;+Chisimba chinovafukidza senguo.+ Zvirevo 30:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kune chizvarwa chine maziso ane manyawi kwazvo! uye chine maziso anopenya anozvikwidziridza.+ 1 Timoti 5:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvivi zvevamwe vanhu zvinobuda pachena,+ zvichibva zvaita kuti vakurumidze kutongwa, asi vamwe vanhu zvivi zvavo zvinobuda pachena pava paya.+
24 Zvivi zvevamwe vanhu zvinobuda pachena,+ zvichibva zvaita kuti vakurumidze kutongwa, asi vamwe vanhu zvivi zvavo zvinobuda pachena pava paya.+