RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 18:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Naizvozvo Jehovha akati: “Kuchema kwokunyunyuta pamusoro peSodhoma neGomora+ chokwadi kukuru, uye chivi chavo chokwadi chikuru kwazvo.+

  • Isaya 1:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Inzwai shoko raJehovha,+ imi vatungamiriri+ veSodhoma.+ Teererai mutemo waMwari wedu, imi vanhu veGomora.

  • Judha 7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Saizvozvowo Sodhoma neGomora nemaguta akanga akaapoteredza,+ pashure pokunge aita ufeve zvakanyanyisa uye atsvaka kufadza nyama kusiri kwomusikirwo+ sezvakaita ngirozi dzataurwa, anoiswa pamberi pedu somuenzaniso unonyevera+ nokutongwa kwawo achirangwa nomoto usingaperi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe