RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 19:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Vakaramba vachishevedzera kuna Roti, vachiti kwaari: “Varume vapinda mauri usiku huno vari kupi? Vabudisire kwatiri kuti tirare navo.”+

  • Revhitiko 18:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 “‘Usarara nomunhurume+ sokurara kwaunoita nomukadzi.+ Chinhu chinosemesa.

  • VaRoma 1:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Ndokusaka Mwari akavarega vachiva nechido chinonyadzisa chokurara nomumwe munhu,+ nokuti vanhukadzi vavo vakachinja zvavakasikirwa kuti zvive zvakasiyana nemasikirwo avo;+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe