Isaya 58:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chokwadi maitsanyira kupopotedzana nokurwisana,+ uye kurovana netsiva yezvakaipa.+ Hamuna kuramba muchitsanya sezvamaizoita muzuva rokuti muite kuti inzwi renyu rinzwike kumusoro here? Amosi 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Zvanzi naJehovha, ‘Handizoregi kuranga vaIsraeri nokuti vakamukira katatu,+ uye nokuti vakamukira kana, nokuti vakatengesa munhu akarurama nokuda kwesirivha, uye vakatengesa murombo nokuda kwomutengo wehwashu mbiri.+ Amosi 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Inzwai izvi, imi munokachura murombo,+ kuti muparadze vanyoro vepanyika,+ Mika 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Imi munovenga zvakanaka+ muchida zvakaipa,+ munobvisa vanhu ganda ravo nenyama yavo pamapfupa avo;+
4 Chokwadi maitsanyira kupopotedzana nokurwisana,+ uye kurovana netsiva yezvakaipa.+ Hamuna kuramba muchitsanya sezvamaizoita muzuva rokuti muite kuti inzwi renyu rinzwike kumusoro here?
6 “Zvanzi naJehovha, ‘Handizoregi kuranga vaIsraeri nokuti vakamukira katatu,+ uye nokuti vakamukira kana, nokuti vakatengesa munhu akarurama nokuda kwesirivha, uye vakatengesa murombo nokuda kwomutengo wehwashu mbiri.+
2 Imi munovenga zvakanaka+ muchida zvakaipa,+ munobvisa vanhu ganda ravo nenyama yavo pamapfupa avo;+