Dheuteronomi 28:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 “Kutuka+ kwose uku kuchauya pauri, kwokutevera, kwokubata kusvikira watsakatiswa,+ nokuti unenge usina kuteerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchengeta mirayiro yake nemirau yake yaakakurayira.+ 2 Madzimambo 17:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Izvozvo zvakaitika nokuti vanakomana vaIsraeri vakanga vatadzira+ Jehovha Mwari wavo, iye akavabudisa munyika yeIjipiti mavaidzvinyirirwa naFarao mambo weIjipiti,+ vakatanga kutya vamwe vanamwari;+ Ezekieri 23:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Zvino Ohora akatanga kuita zvoupfambi,+ iye achiri pasi pangu, uye akaramba achichiva vaya vaimuda kwazvo,+ ivo vaAsiriya,+ vaiva pedyo, Hosiya 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Inzwai shoko raJehovha, haiwa imi vanakomana vaIsraeri, nokuti Jehovha ane gakava nevagari vomunyika,+ nokuti munyika hamuna chokwadi+ kana mutsa worudo kana kuziva Mwari.+
45 “Kutuka+ kwose uku kuchauya pauri, kwokutevera, kwokubata kusvikira watsakatiswa,+ nokuti unenge usina kuteerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchengeta mirayiro yake nemirau yake yaakakurayira.+
7 Izvozvo zvakaitika nokuti vanakomana vaIsraeri vakanga vatadzira+ Jehovha Mwari wavo, iye akavabudisa munyika yeIjipiti mavaidzvinyirirwa naFarao mambo weIjipiti,+ vakatanga kutya vamwe vanamwari;+
5 “Zvino Ohora akatanga kuita zvoupfambi,+ iye achiri pasi pangu, uye akaramba achichiva vaya vaimuda kwazvo,+ ivo vaAsiriya,+ vaiva pedyo,
4 Inzwai shoko raJehovha, haiwa imi vanakomana vaIsraeri, nokuti Jehovha ane gakava nevagari vomunyika,+ nokuti munyika hamuna chokwadi+ kana mutsa worudo kana kuziva Mwari.+