RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 139:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Kuziva kwakadaro kunondishamisa kwazvo.+

      Kwakakwirira kwazvo zvokuti handigoni kukusvikira.+

  • Pisarema 147:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Ishe wedu mukuru uye ane simba guru;+

      Kunzwisisa kwake hakurondedzereki.+

  • Isaya 55:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 “Nokuti sokukwirira kwakaita matenga kupfuura nyika,+ saizvozvowo nzira dzangu dzakakwirira kupfuura nzira dzenyu,+ uye kufunga kwangu kupfuura kufunga kwenyu.+

  • VaRoma 11:33
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 33 Haiwa, pfuma yaMwari+ nouchenjeri+ nezivo+ zvakadzama sei! Kutonga+ kwake hakugoni kuongororwa sei uye nzira dzake hadzigoni kurondwa sei!

  • 1 VaKorinde 2:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Nokuti “ndiani akasvika pakuziva pfungwa dzaJehovha,+ kuti amurayiridze?”+ Asi isu tine pfungwa+ dzaKristu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe