RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 32:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Vakurumidza kutsauka panzira yandakavarayira kuti vafambe nayo.+ Vagadzira mufananidzo wavo wemhuru wakaumbwa nezvakanyungudutswa uye vari kuramba vachiukotamira vachibayira zvibayiro kwauri, vachiti, ‘Haiwa iwe Israeri, uyu ndiye Mwari wako, akakubudisa munyika yeIjipiti.’”+

  • Eksodho 34:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Nokuti haufaniri kugwadamira mumwe mwari,+ nokuti Jehovha, ane zita rokuti Ane Godo, ndiMwari ane godo;+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe