RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 24:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Joshua akabva ati kuvanhu: “Hamukwanisi kushumira Jehovha, nokuti ndiMwari mutsvene;+ ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara.+ Haazoregereri kumukira kwenyu nezvivi zvenyu.+

  • Ezekieri 39:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 “Naizvozvo zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Zvino ndipo pandichadzosa vakatapwa vaJakobho+ ndonzwira ngoni imba yose yaIsraeri;+ uye ndicharatidza kuzvipira kwakazara nokuda kwezita rangu dzvene.+

  • 1 VaKorinde 10:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Kana kuti “tiri kuita kuti Jehovha ave negodo+ here”? Ko isu tine simba+ kupfuura zvaari here?

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe