RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 14:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Asi vanakomana vaIsraeri, vakafamba panyika yakaoma pakati pegungwa,+ uye mvura yaiva madziro kuruoko rwavo rworudyi nokuruboshwe rwavo.+

  • Joshua 3:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 uye pakangosvika vakanga vakatakura Areka paJodhani, uye tsoka dzevapristi vakanga vakatakura Areka dzanyura nechokumucheto kwemvura (zvino rwizi rwaJodhani runofashukira mahombekombe arwo ose+ mazuva ose okukohwa),

  • Pisarema 66:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Makaita kuti munhuwo zvake atasve achipfuura nepamusoro pemisoro yedu;+

      Takapinda nomumoto nomumvura,+

      Asi makatisvitsa kunzvimbo yokuzororera.+

  • VaHebheru 11:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Nokutenda vakapfuura nomuGungwa Dzvuku sepanyika yakaoma,+ asi pavakatsunga kupindawo namo vaIjipiti vakamedzwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe