Pisarema 92:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vaya vakadyarwa muimba yaJehovha,+Muzvivanze zvaMwari wedu,+ vachatumbuka. Isaya 61:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti nyika zvainobudisa zvinomera zvayo, uye munda zvaunomeresa zvinhu zvakadyarwa mauri,+ saizvozvowo Changamire Ishe Jehovha achameresa kururama+ nokurumbidza pamberi pemarudzi ose.+ Mabasa 2:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Naizvozvo vaya vakagamuchira shoko rake nomwoyo wose vakabhabhatidzwa,+ uye pazuva iroro mweya inenge zviuru zvitatu yakawedzerwa.+
11 Nokuti nyika zvainobudisa zvinomera zvayo, uye munda zvaunomeresa zvinhu zvakadyarwa mauri,+ saizvozvowo Changamire Ishe Jehovha achameresa kururama+ nokurumbidza pamberi pemarudzi ose.+
41 Naizvozvo vaya vakagamuchira shoko rake nomwoyo wose vakabhabhatidzwa,+ uye pazuva iroro mweya inenge zviuru zvitatu yakawedzerwa.+