RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 5:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 VaAshdhodhi vakafumomuka zuva rakatevera racho, vakaona Dhagoni akawira pasi nechiso chake pamberi peareka yaJehovha.+ Naizvozvo vakatora Dhagoni vakamudzorera panzvimbo yake.+

  • 1 Samueri 5:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Varume vokuAshdhodhi vakaona kuti zvaiva saizvozvo, vakati: “Musarega areka yaMwari waIsraeri ichigara nesu, nokuti ruoko rwake rwave ruchititambudza isu naDhagoni mwari wedu.”+

  • Isaya 1:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Nokuti vachanyara pamusoro pemiti mikuru yamaida,+ uye muchatsverudzwa nokuda kweminda yamakasarudza.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe