Jeremiya 10:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Havafungi uyewo mapenzi.+ Muti unongokurudzira zvisina zvazvinobatsira.+ VaRoma 1:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 nokuti, kunyange zvazvo vaiziva Mwari, havana kumukudza saMwari uyewo havana kumuonga,+ asi vakafunga zvisina musoro+ uye mwoyo yavo isina kungwara yakava nerima.+
21 nokuti, kunyange zvazvo vaiziva Mwari, havana kumukudza saMwari uyewo havana kumuonga,+ asi vakafunga zvisina musoro+ uye mwoyo yavo isina kungwara yakava nerima.+