Pisarema 81:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo ndakavarega vachifamba mukuoma kwemwoyo yavo;+Vakaramba vachifamba maererano nemazano avo.+ Isaya 6:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ita kuti mwoyo yevanhu ava ive mikukutu,+ ita kuti nzeve dzavo dzidzivire,+ namatidza maziso avo, kuti varege kuona nemaziso avo uye varege kunzwa nenzeve dzavo, kuti mwoyo yavo irege kunzwisisa uye kuti varege kutendeuka vazviporese.”+ Mateu 13:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti mwoyo yevanhu ava yava mikukutu, uye vakanzwa nenzeve dzavo vasingadavidzi, uye vakatsinzina maziso avo; kuti varege kumboona nemaziso avo uye kunzwa nenzeve dzavo vozvinzwisisa nemwoyo yavo vatendeuke, ndivaporese.’+ VaRoma 1:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvavasina kubvuma kuramba vachiziva Mwari zvakarurama,+ Mwari akavarega vachiva nemafungiro akaipa,+ kuti vaite zvinhu zvisina kukodzera,+
12 Naizvozvo ndakavarega vachifamba mukuoma kwemwoyo yavo;+Vakaramba vachifamba maererano nemazano avo.+
10 Ita kuti mwoyo yevanhu ava ive mikukutu,+ ita kuti nzeve dzavo dzidzivire,+ namatidza maziso avo, kuti varege kuona nemaziso avo uye varege kunzwa nenzeve dzavo, kuti mwoyo yavo irege kunzwisisa uye kuti varege kutendeuka vazviporese.”+
15 Nokuti mwoyo yevanhu ava yava mikukutu, uye vakanzwa nenzeve dzavo vasingadavidzi, uye vakatsinzina maziso avo; kuti varege kumboona nemaziso avo uye kunzwa nenzeve dzavo vozvinzwisisa nemwoyo yavo vatendeuke, ndivaporese.’+
28 Zvavasina kubvuma kuramba vachiziva Mwari zvakarurama,+ Mwari akavarega vachiva nemafungiro akaipa,+ kuti vaite zvinhu zvisina kukodzera,+