Pisarema 69:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Denga nenyika ngazvimurumbidze,+Makungwa nezvinhu zvose zvinofamba-famba mazviri.+ Pisarema 96:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Matenga ngaafare, nenyika ngaifare.+Gungwa ngaritinhire pamwe chete nezvizere mariri.+