RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 1:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 1 Pakutanga+ Mwari+ akasika+ matenga nenyika.+

  • Isaya 42:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Zvanzi naMwari wechokwadi, Jehovha, Musiki wematenga,+ Iye Mukuru ari kuatatamura;+ Iye ari kutambanudza nyika+ nezvibereko+ zvayo, Iye ari kupa vanhu vari pairi+ mhepo yokufema,+ nesimba roupenyu kune vaya vari kufamba mairi:+

  • Isaya 48:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ruoko rwangu rwakavakawo nheyo dzenyika,+ uye ruoko rwangu rworudyi rwakatatamura matenga.+ Ndiri kushevedzera kwaari, kuti arambe akamira pamwe chete.+

  • Zvakazarurwa 10:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 uye yakapika naIye anorarama+ nokusingaperi-peri,+ akasika denga nezvinhu zviri mariri nenyika+ nezvinhu zviri mairi negungwa nezvinhu zviri mariri,+ ikati: “Hapazovizve nokunonoka;+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe