Jobho 38:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Wakanga uri kupi pandakavaka nheyo yenyika?+Ndiudze, kana uchinzwisisa. Pisarema 102:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Imi makavaka nheyo dzenyika kare kare,+Uye matenga ibasa remaoko enyu.+ Isaya 42:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvanzi naMwari wechokwadi, Jehovha, Musiki wematenga,+ Iye Mukuru ari kuatatamura;+ Iye ari kutambanudza nyika+ nezvibereko+ zvayo, Iye ari kupa vanhu vari pairi+ mhepo yokufema,+ nesimba roupenyu kune vaya vari kufamba mairi:+ Zvakazarurwa 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 uye yakapika naIye anorarama+ nokusingaperi-peri,+ akasika denga nezvinhu zviri mariri nenyika+ nezvinhu zviri mairi negungwa nezvinhu zviri mariri,+ ikati: “Hapazovizve nokunonoka;+
5 Zvanzi naMwari wechokwadi, Jehovha, Musiki wematenga,+ Iye Mukuru ari kuatatamura;+ Iye ari kutambanudza nyika+ nezvibereko+ zvayo, Iye ari kupa vanhu vari pairi+ mhepo yokufema,+ nesimba roupenyu kune vaya vari kufamba mairi:+
6 uye yakapika naIye anorarama+ nokusingaperi-peri,+ akasika denga nezvinhu zviri mariri nenyika+ nezvinhu zviri mairi negungwa nezvinhu zviri mariri,+ ikati: “Hapazovizve nokunonoka;+