2 Samueri 15:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Dhavhidhi akaudzwa kuti: “Ahitoferi ndomumwe wevari kurangana+ naAbsaromu.”+ Dhavhidhi akabva ati:+ “Haiwa Jehovha,+ ndapota, itai kuti zano raAhitoferi rive upenzi!”+ Isaya 29:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 naizvozvo ndini ndichaitazve zvinoshamisa nevanhu ava,+ nenzira inoshamisa uye nechinhu chinoshamisa; uchenjeri hwevanhu vavo vakachenjera huchaparara, nokunzwisisa kwevanhu vavo vakangwara kuchavanda.”+ 1 VaKorinde 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokuti zvakanyorwa kuti: “Ndichaita kuti uchenjeri hwevanhu vakachenjera huparare,+ uye ndichasundira parutivi+ ungwaru hwevanhu vakangwara.”+
31 Dhavhidhi akaudzwa kuti: “Ahitoferi ndomumwe wevari kurangana+ naAbsaromu.”+ Dhavhidhi akabva ati:+ “Haiwa Jehovha,+ ndapota, itai kuti zano raAhitoferi rive upenzi!”+
14 naizvozvo ndini ndichaitazve zvinoshamisa nevanhu ava,+ nenzira inoshamisa uye nechinhu chinoshamisa; uchenjeri hwevanhu vavo vakachenjera huchaparara, nokunzwisisa kwevanhu vavo vakangwara kuchavanda.”+
19 Nokuti zvakanyorwa kuti: “Ndichaita kuti uchenjeri hwevanhu vakachenjera huparare,+ uye ndichasundira parutivi+ ungwaru hwevanhu vakangwara.”+