Pisarema 75:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokuti Mwari ndiye mutongi.+Anoderedza uyu, okwidziridza uyo.+ Dhanieri 2:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Haiwa mambo, imi mambo wemadzimambo, imi makapiwa umambo,+ simba nemasimba nokukudzwa naMwari wokudenga, Dhanieri 4:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Vagari vose vepanyika vanoonekwa sepasina,+ uye anoita maererano nezvaanoda pakati peuto rokumatenga nepakati pevagari vepanyika.+ Hakuna angadzivisa ruoko rwake+ kana kumuti, ‘Wanga uchiitei?’+ Dhanieri 5:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kana murimi, haiwa mambo, Mwari Wokumusorosoro+ akapa baba+ venyu Nebhukadhinezari umambo noukuru nokukudzwa nouchangamire.+
37 Haiwa mambo, imi mambo wemadzimambo, imi makapiwa umambo,+ simba nemasimba nokukudzwa naMwari wokudenga,
35 Vagari vose vepanyika vanoonekwa sepasina,+ uye anoita maererano nezvaanoda pakati peuto rokumatenga nepakati pevagari vepanyika.+ Hakuna angadzivisa ruoko rwake+ kana kumuti, ‘Wanga uchiitei?’+
18 Kana murimi, haiwa mambo, Mwari Wokumusorosoro+ akapa baba+ venyu Nebhukadhinezari umambo noukuru nokukudzwa nouchangamire.+