Isaya 49:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Madzimambo achava vatarisiri vako,+ uye machindakadzi avo achava vakadzi vanokurerera. Vachakukotamira zviso zvavo zvakatarira pasi,+ vachananzva guruva retsoka dzako;+ uye uchaziva kuti ndini Jehovha, asingazonyadzisi vaya vanotarira kwandiri.”+ Isaya 61:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Vanhu vamusingazivi vachamira vofudza mapoka enyu ezvipfuwo,+ uye vokune imwe nyika+ vachava varimi venyu nevatarisiri venyu vemizambiringa.+
23 Madzimambo achava vatarisiri vako,+ uye machindakadzi avo achava vakadzi vanokurerera. Vachakukotamira zviso zvavo zvakatarira pasi,+ vachananzva guruva retsoka dzako;+ uye uchaziva kuti ndini Jehovha, asingazonyadzisi vaya vanotarira kwandiri.”+
5 “Vanhu vamusingazivi vachamira vofudza mapoka enyu ezvipfuwo,+ uye vokune imwe nyika+ vachava varimi venyu nevatarisiri venyu vemizambiringa.+