Isaya 14:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti Jehovha achanzwira Jakobho ngoni,+ achasarudza Israeri;+ uye iye achavapa zororo panyika yavo,+ mutorwa achava pamwe chete navo, uye vachabatana neimba yaJakobho.+
14 Nokuti Jehovha achanzwira Jakobho ngoni,+ achasarudza Israeri;+ uye iye achavapa zororo panyika yavo,+ mutorwa achava pamwe chete navo, uye vachabatana neimba yaJakobho.+