Isaya 42:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Zvinhu zvokutanga—tarirai zvaitika,+ asi ndiri kuzivisa zvinhu zvitsva. Ndinoita kuti muzvinzwe izvo zvisati zvaitika.”+ 2 Petro 1:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokuti uprofita hahuna kumbounzwa chero panguva ipi zvayo nevanhu,+ asi vanhu vakataura zvichibva kuna Mwari+ sezvavaitungamirirwa nomudzimu mutsvene.+
9 “Zvinhu zvokutanga—tarirai zvaitika,+ asi ndiri kuzivisa zvinhu zvitsva. Ndinoita kuti muzvinzwe izvo zvisati zvaitika.”+
21 Nokuti uprofita hahuna kumbounzwa chero panguva ipi zvayo nevanhu,+ asi vanhu vakataura zvichibva kuna Mwari+ sezvavaitungamirirwa nomudzimu mutsvene.+