Pisarema 139:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Maziso enyu akaona muviri wangu uchangobva kuumbwa,+Uye nhengo dzawo dzose dzakanga dzakanyorwa mubhuku renyu,Kuti mazuva api adzakaumbwa+Uye pakanga pasati pava neimwe chete yadzo.
16 Maziso enyu akaona muviri wangu uchangobva kuumbwa,+Uye nhengo dzawo dzose dzakanga dzakanyorwa mubhuku renyu,Kuti mazuva api adzakaumbwa+Uye pakanga pasati pava neimwe chete yadzo.