Pisarema 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndikumbire,+ kuti ndikupe marudzi ave nhaka yako+Nokumigumo yenyika kuti kuve kwako.+ Isaya 54:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti uchawedzera kurudyi nokuruboshwe,+ vana vako vachaita kuti marudzi ave avo,+ uye vachagara kunyange mumaguta akaitwa matongo.+
3 Nokuti uchawedzera kurudyi nokuruboshwe,+ vana vako vachaita kuti marudzi ave avo,+ uye vachagara kunyange mumaguta akaitwa matongo.+