Pisarema 102:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Imi muchasimuka, muchanzwira Ziyoni ngoni,+Nokuti ndiwo mwaka wokurifarira,Nokuti nguva yakatarwa yasvika.+ Isaya 66:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Somurume anoramba achinyaradzwa naamai vake, saizvozvowo ini ndicharamba ndichikunyaradzai;+ uye muchanyaradzwa pamusoro peJerusarema.+ Jeremiya 31:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vachauya, voshevedzera nomufaro vari pamusoro peZiyoni,+ vofarira kunaka kwaJehovha,+ zviyo newaini+ itsva nemafuta nevana vemakwai nemombe.+ Mweya yavo ichangova somunda une mvura,+ uye havazonetizve.”+
13 Imi muchasimuka, muchanzwira Ziyoni ngoni,+Nokuti ndiwo mwaka wokurifarira,Nokuti nguva yakatarwa yasvika.+
13 Somurume anoramba achinyaradzwa naamai vake, saizvozvowo ini ndicharamba ndichikunyaradzai;+ uye muchanyaradzwa pamusoro peJerusarema.+
12 Vachauya, voshevedzera nomufaro vari pamusoro peZiyoni,+ vofarira kunaka kwaJehovha,+ zviyo newaini+ itsva nemafuta nevana vemakwai nemombe.+ Mweya yavo ichangova somunda une mvura,+ uye havazonetizve.”+