Isaya 44:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu, zvose zvandinofarira achazviita chose’;+ kunyange pakutaura kwangu nezveJerusarema kuti, ‘Richavakwazve,’ uye nezvetemberi, ‘Nheyo yako ichavakwa.’”+ Isaya 65:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Asi pemberai nomufaro,+ uye farirai zvandiri kusika nokusingaperi.+ Nokuti tarirai ndiri kusika Jerusarema kuti rive chikonzero chokufara uye vanhu varo vave chikonzero chokupemberera nomufaro.+
28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu, zvose zvandinofarira achazviita chose’;+ kunyange pakutaura kwangu nezveJerusarema kuti, ‘Richavakwazve,’ uye nezvetemberi, ‘Nheyo yako ichavakwa.’”+
18 Asi pemberai nomufaro,+ uye farirai zvandiri kusika nokusingaperi.+ Nokuti tarirai ndiri kusika Jerusarema kuti rive chikonzero chokufara uye vanhu varo vave chikonzero chokupemberera nomufaro.+