Pisarema 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndikumbire,+ kuti ndikupe marudzi ave nhaka yako+Nokumigumo yenyika kuti kuve kwako.+ Isaya 52:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 saizvozvo achavhundutsa marudzi mazhinji.+ Madzimambo achamuvharira miromo yawo,+ nokuti achaona zvaasina kumborondedzererwa, uye achafunga zvaakanga asina kumbonzwa.+
15 saizvozvo achavhundutsa marudzi mazhinji.+ Madzimambo achamuvharira miromo yawo,+ nokuti achaona zvaasina kumborondedzererwa, uye achafunga zvaakanga asina kumbonzwa.+