Isaya 44:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvanzi naJehovha, Muiti+ wako noMuumbi+ wako, iye akaramba achikubatsira kubvira uchiri mudumbu,+ ‘Usatya,+ haiwa iwe mushumiri wangu Jakobho, newe Jeshuruni,+ wandakasarudza. Isaya 51:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndiwe ani kuti ukanganwe Jehovha Muiti wako,+ Iye anotatamura matenga+ nokuvaka nheyo dzenyika,+ zvokuti nguva dzose waiswerotya hasha dzaiye ari kukukomberedza,+ sokunge kuti akagadzirira kukuparadza?+ Dziripi hasha dzaiye ari kukukomberedza?+
2 Zvanzi naJehovha, Muiti+ wako noMuumbi+ wako, iye akaramba achikubatsira kubvira uchiri mudumbu,+ ‘Usatya,+ haiwa iwe mushumiri wangu Jakobho, newe Jeshuruni,+ wandakasarudza.
13 Ndiwe ani kuti ukanganwe Jehovha Muiti wako,+ Iye anotatamura matenga+ nokuvaka nheyo dzenyika,+ zvokuti nguva dzose waiswerotya hasha dzaiye ari kukukomberedza,+ sokunge kuti akagadzirira kukuparadza?+ Dziripi hasha dzaiye ari kukukomberedza?+