Isaya 51:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndiwe ani kuti ukanganwe Jehovha Muiti wako,+ Iye anotatamura matenga+ nokuvaka nheyo dzenyika,+ zvokuti nguva dzose waiswerotya hasha dzaiye ari kukukomberedza,+ sokunge kuti akagadzirira kukuparadza?+ Dziripi hasha dzaiye ari kukukomberedza?+ Isaya 52:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Muka, muka, pfeka simba rako,+ haiwa iwe Ziyoni! Pfeka nguo dzako dzakanaka,+ haiwa iwe Jerusarema, guta dzvene!+ Nokuti munhu asina kudzingiswa uye asina kuchena haazopindizve mauri.+
13 Ndiwe ani kuti ukanganwe Jehovha Muiti wako,+ Iye anotatamura matenga+ nokuvaka nheyo dzenyika,+ zvokuti nguva dzose waiswerotya hasha dzaiye ari kukukomberedza,+ sokunge kuti akagadzirira kukuparadza?+ Dziripi hasha dzaiye ari kukukomberedza?+
52 Muka, muka, pfeka simba rako,+ haiwa iwe Ziyoni! Pfeka nguo dzako dzakanaka,+ haiwa iwe Jerusarema, guta dzvene!+ Nokuti munhu asina kudzingiswa uye asina kuchena haazopindizve mauri.+