Pisarema 40:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Imi makaita zvinhu zvizhinji,+Haiwa Jehovha Mwari wangu, iwo mabasa enyu anoshamisa nepfungwa dzenyu kwatiri;+Hapana angaenzaniswa nemi.+Kudai ndaida kuzvizivisa nokutaura nezvazvo,Zvava zvizhinji zvokuti handigoni kuzvirondedzera.+ Muparidzi 7:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvakavapo zviri kure uye zvakanyanya kudzama. Ndiani angazviziva?+ VaRoma 11:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Nokuti “ndiani akasvika pakuziva pfungwa dzaJehovha,+ kana kuti ndiani akava munhu anomupa mazano?”+
5 Imi makaita zvinhu zvizhinji,+Haiwa Jehovha Mwari wangu, iwo mabasa enyu anoshamisa nepfungwa dzenyu kwatiri;+Hapana angaenzaniswa nemi.+Kudai ndaida kuzvizivisa nokutaura nezvazvo,Zvava zvizhinji zvokuti handigoni kuzvirondedzera.+
34 Nokuti “ndiani akasvika pakuziva pfungwa dzaJehovha,+ kana kuti ndiani akava munhu anomupa mazano?”+