Jeremiya 13:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 mabasa ako oupombwe+ nokuhwihwidza+ kwako, kusazvibata kwako mukuita zvechipfambi. Ndaona zvinhu zvako zvinonyangadza, pazvikomo, zviri kusango.+ Une nhamo iwe, haiwa Jerusarema! Haugoni kuva akachena+—kusvikira rini?”+ Hosiya 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Handizoiti kuti vanasikana venyu vazvidavirire nokuti vanoita ufeve, nevaroora venyu nokuti vanoita upombwe. Nokuti varume, vanoenda vari voga nemahure,+ uye vanobayira zvibayiro pamwe chete nepfambi dzechikadzi dzepatemberi;+ uye vanhu vasinganzwisisi+ vachatsikwa-tsikwa.
27 mabasa ako oupombwe+ nokuhwihwidza+ kwako, kusazvibata kwako mukuita zvechipfambi. Ndaona zvinhu zvako zvinonyangadza, pazvikomo, zviri kusango.+ Une nhamo iwe, haiwa Jerusarema! Haugoni kuva akachena+—kusvikira rini?”+
14 “Handizoiti kuti vanasikana venyu vazvidavirire nokuti vanoita ufeve, nevaroora venyu nokuti vanoita upombwe. Nokuti varume, vanoenda vari voga nemahure,+ uye vanobayira zvibayiro pamwe chete nepfambi dzechikadzi dzepatemberi;+ uye vanhu vasinganzwisisi+ vachatsikwa-tsikwa.