Jeremiya 2:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “‘Nokuti kare kare ndakatyora-tyora joko rako;+ ndakadambura zvisungo zvako. Asi iwe wakati: “Handisi kuzoshumira,” nokuti wairara wakazvambarara+ pazvikomo zvose zvakakwirira nepasi pemiti yose yakasvibirira,+ uchiita upfambi.+ Ezekieri 16:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Wakatora dzimwe nguo dzako, ukazvigadzirira nzvimbo dzakakwirira+ dzine mavara akasiyana-siyana uye waiitira upfambi hwako padziri+—zvinhu zvakadai hazvisati zvamboitika, uye hazvifaniri kuitika. Ezekieri 23:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vanakomana vokuBhabhironi vakaramba vachipinda maaiva, pamubhedha wokuratidzirana rudo, vachimusvibisa nounzenza hwavo;+ uye akaramba achisvibiswa navo, uye mweya wake wakavafuratira, wanyangadzwa navo.
20 “‘Nokuti kare kare ndakatyora-tyora joko rako;+ ndakadambura zvisungo zvako. Asi iwe wakati: “Handisi kuzoshumira,” nokuti wairara wakazvambarara+ pazvikomo zvose zvakakwirira nepasi pemiti yose yakasvibirira,+ uchiita upfambi.+
16 Wakatora dzimwe nguo dzako, ukazvigadzirira nzvimbo dzakakwirira+ dzine mavara akasiyana-siyana uye waiitira upfambi hwako padziri+—zvinhu zvakadai hazvisati zvamboitika, uye hazvifaniri kuitika.
17 Vanakomana vokuBhabhironi vakaramba vachipinda maaiva, pamubhedha wokuratidzirana rudo, vachimusvibisa nounzenza hwavo;+ uye akaramba achisvibiswa navo, uye mweya wake wakavafuratira, wanyangadzwa navo.