2 Madzimambo 15:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Mumazuva iwayo Jehovha akatanga kutuma+ Rezini+ mambo weSiriya naPeka+ mwanakomana waRemariya kunorwisa Judha. 2 Makoronike 28:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo Peka+ mwanakomana waRemariya+ akauraya vanhu zviuru zana nezvine makumi maviri pakati paJudha muzuva rimwe chete, vose vari varume vakanga vakashinga, nokuti vakasiya Jehovha+ Mwari wemadzitateguru avo.
37 Mumazuva iwayo Jehovha akatanga kutuma+ Rezini+ mambo weSiriya naPeka+ mwanakomana waRemariya kunorwisa Judha.
6 Naizvozvo Peka+ mwanakomana waRemariya+ akauraya vanhu zviuru zana nezvine makumi maviri pakati paJudha muzuva rimwe chete, vose vari varume vakanga vakashinga, nokuti vakasiya Jehovha+ Mwari wemadzitateguru avo.