Dheuteronomi 28:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvikomborero zvose izvi zvichauya pauri zvokubata,+ nokuti unoramba uchiteerera inzwi raJehovha Mwari wako: Isaya 35:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Chokwadi richatumbuka,+ richafara nomufaro uye nokushevedzera kwokufara.+ Richapiwa kunaka kweRebhanoni,+ iko kubwinya kweKameri+ nokweSharoni.+ Pachava nevaya vachaona kukudzwa kwaJehovha,+ iko kubwinya kwaMwari wedu.+
2 Zvikomborero zvose izvi zvichauya pauri zvokubata,+ nokuti unoramba uchiteerera inzwi raJehovha Mwari wako:
2 Chokwadi richatumbuka,+ richafara nomufaro uye nokushevedzera kwokufara.+ Richapiwa kunaka kweRebhanoni,+ iko kubwinya kweKameri+ nokweSharoni.+ Pachava nevaya vachaona kukudzwa kwaJehovha,+ iko kubwinya kwaMwari wedu.+