RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 19:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha pamusoro pake:

      “Mhandara yeZiyoni yakuzvidza,+ yakunyomba.+

      Mwanasikana weJerusarema+ adzungudza musoro wake ari shure kwako.+

  • Pisarema 132:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Nokuti Jehovha akasarudza Ziyoni;+

      Akarisuwa senzvimbo yake yokugara+ achiti:

  • Isaya 10:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Naizvozvo zvanzi naChangamire+ Ishe, Jehovha wemauto: “Musatya muAsiriya, haiwa imi vanhu vangu vagere muZiyoni,+ uya aichimbokurovai+ neshamhu uye aichimbokusimudzirai mudonzvo wake sezvaiita Ijipiti.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe