Pisarema 25:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Kuva shamwari yepedyo yaJehovha ndokwevaya vanomutya,+Uyewo sungano yake, kuti aite kuti vaizive.+ Pisarema 89:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Mwari anofanira kutyiwa neboka revatsvene vanoshamwaridzana;+Mukuru uye anotyisa kuna vose vakamupoteredza.+ Jeremiya 23:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Asi kudai vakanga vamira muboka revandinoshamwaridzana navo,+ vangadai vakaita kuti vanhu vangu vanzwe mashoko angu, uye vangadai vakaita kuti vatendeuke panzira yavo yakaipa uye pakuipa kwezvavanoita.”+
14 Kuva shamwari yepedyo yaJehovha ndokwevaya vanomutya,+Uyewo sungano yake, kuti aite kuti vaizive.+
7 Mwari anofanira kutyiwa neboka revatsvene vanoshamwaridzana;+Mukuru uye anotyisa kuna vose vakamupoteredza.+
22 Asi kudai vakanga vamira muboka revandinoshamwaridzana navo,+ vangadai vakaita kuti vanhu vangu vanzwe mashoko angu, uye vangadai vakaita kuti vatendeuke panzira yavo yakaipa uye pakuipa kwezvavanoita.”+