2 Makoronike 16:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti kana ari Jehovha, maziso ake+ anotarira-tarira panyika pose+ kuti aratidze simba rake nokuda kwevaya vane mwoyo+ wakakwana kwaari. Waita zvoupenzi+ pachinhu ichi, nokuti kubvira zvino hondo dzichauya kuzokurwisa.”+ 1 Petro 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti maziso+ aJehovha ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dziri pakuteterera kwavo;+ asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvinhu zvakaipa.”+
9 Nokuti kana ari Jehovha, maziso ake+ anotarira-tarira panyika pose+ kuti aratidze simba rake nokuda kwevaya vane mwoyo+ wakakwana kwaari. Waita zvoupenzi+ pachinhu ichi, nokuti kubvira zvino hondo dzichauya kuzokurwisa.”+
12 Nokuti maziso+ aJehovha ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dziri pakuteterera kwavo;+ asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvinhu zvakaipa.”+