25 Ndokusaka kutsamwa kukuru kwaJehovha kwamukira vanhu vake, uye iye achavatambanudzira ruoko rwake avarove.+ Makomo achazununguswa,+ uye zvitunha zvavo zvichava semarara pakati pemigwagwa.+
Nokuda kweizvi zvose kutsamwa kwake hakuna kupera, asi ruoko rwake ruchakatambanudzwa.