2 Madzimambo 18:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvino mugore rechitatu raHoshea+ mwanakomana waEraa mambo waIsraeri, Hezekiya+ mwanakomana waAhazi+ mambo waJudha akava mambo. Isaya 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Zvakaratidzwa+ Isaya+ mwanakomana waAmozi, zvaakaona pamusoro peJudha neJerusarema mumazuva aUziya,+ Jotamu,+ Ahazi+ naHezekiya,+ madzimambo eJudha:+ Hosiya 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Iri ndiro shoko raJehovha+ rakauya kuna Hosiya+ mwanakomana waBheeri mumazuva+ aUziya,+ Jotamu,+ Ahazi+ naHezekiya,+ madzimambo aJudha, nomumazuva aJerobhoamu+ mwanakomana waJoashi,+ mambo waIsraeri. Mateu 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Hezekiya akabereka Manase;+Manase+ akabereka Amone;+Amone+ akabereka Josiya;
18 Zvino mugore rechitatu raHoshea+ mwanakomana waEraa mambo waIsraeri, Hezekiya+ mwanakomana waAhazi+ mambo waJudha akava mambo.
1 Zvakaratidzwa+ Isaya+ mwanakomana waAmozi, zvaakaona pamusoro peJudha neJerusarema mumazuva aUziya,+ Jotamu,+ Ahazi+ naHezekiya,+ madzimambo eJudha:+
1 Iri ndiro shoko raJehovha+ rakauya kuna Hosiya+ mwanakomana waBheeri mumazuva+ aUziya,+ Jotamu,+ Ahazi+ naHezekiya,+ madzimambo aJudha, nomumazuva aJerobhoamu+ mwanakomana waJoashi,+ mambo waIsraeri.