Pisarema 65:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvinhu zvine chokuita nokukanganisa zvava nesimba kundipfuura.+Imi muchafukidza kudarika kwedu.+ Isaya 43:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Ini—ndini Iye ari kudzima+ kudarika+ kwako nokuda kwangu,+ uye handizoyeuki zvivi zvako.+ Isaya 44:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Ndichadzima kudarika kwako sokunge negore,+ nezvivi zvako sokunge negore gobvu. Dzoka kwandiri,+ nokuti ndichakudzikinura.+ Mika 7:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ndoupi Mwari akaita semi,+ anoregerera kukanganisa nokuregerera kudarika+ kwevakasara venhaka yake?+ Haazorambi akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira mutsa worudo.+
22 Ndichadzima kudarika kwako sokunge negore,+ nezvivi zvako sokunge negore gobvu. Dzoka kwandiri,+ nokuti ndichakudzikinura.+
18 Ndoupi Mwari akaita semi,+ anoregerera kukanganisa nokuregerera kudarika+ kwevakasara venhaka yake?+ Haazorambi akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira mutsa worudo.+