Ezra 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino ava ndivo vaiva vanakomana vedunhu racho,+ vakabva pakutapwa kwevanhu vakanga vatapwa,+ avo Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akanga atapa+ achiendesa kuBhabhironi, vakazodzoka+ kuJerusarema neJudha,+ mumwe nomumwe kuguta rake; Ezra 2:70 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 70 Vapristi nevaRevhi nevamwe vanhu,+ nevaimbi nevachengeti vemagedhi nevaNetinimu vakagara mumaguta avo, nevaIsraeri vose mumaguta avo.+ Jeremiya 33:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndichadzosa nhapwa dzaJudha nenhapwa dzaIsraeri,+ uye ndichadzivaka sepakutanga.+
2 Zvino ava ndivo vaiva vanakomana vedunhu racho,+ vakabva pakutapwa kwevanhu vakanga vatapwa,+ avo Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akanga atapa+ achiendesa kuBhabhironi, vakazodzoka+ kuJerusarema neJudha,+ mumwe nomumwe kuguta rake;
70 Vapristi nevaRevhi nevamwe vanhu,+ nevaimbi nevachengeti vemagedhi nevaNetinimu vakagara mumaguta avo, nevaIsraeri vose mumaguta avo.+